Tag: Pauro Nhume Tungamira

Paul Mwazha Teaching Easter Sabbath 2014
Paul Mwazha’s teaching at Guvambwa 19 April 2014, Easter Sabbath Vana vaBaba vangu, nyika yava kuguma. Mazvinzwa. Eh Mobatisisa, togadzirira. Togadzirira kuuya kwaJesu. Inguva yekupinda muChurch yaJesu iyi. Nhaika. Vanhu vachibhabhatidzwa imomo. Ndomune dzidziso yaMwari. Vachigamuchira Mweya Mutsvene imomo, vachifamba munzira dzaMwari. Nhaika. Eh. Zvino asi tinofara zviri kuita, nyika […]

Jehovah ndiMambo
Jehovah ndiMambo wekudenga Tomupei Mambo wekudenga Rangarira Mambo wekudenga Hounou uMambo wekudenga Tapiwe uMambo wekudenga Toitei Mambo wekudenga Taungana Mambo wekudenga

Pauro Nhume Tungamira
[youtube=http://www.youtube.com/watch?v=IYbLQ_ayXI8]