Songs
Basa rakafanira kuitwa – Paul Mwazha | The African Apostolic Church
Nyika ino ichatongwa – Paul Mwazha | The African Apostolic Church Basa rakafanira kuitwa kuparidza kukosha kwezita raJesu!
Tidzidzisei Mudzidzisi – Paul Mwazha | The African Apostolic Church 2015
Tidzidzisei Mudzidzisi – Paul Mwazha | The African Apostolic Church 2015
Ini ndadzoka kwamuri Baba – Luke 15:11-32
Ini ndadzoka kwamuri Baba Ini ndadzoka ndive somuranda Ini ndadzoka kumusha Baba Ndibatei somuranda Iyo Nhaka pfuma yeupenyu Yakatange nayo kure kure Akaidya pamwe neshamwari Yakapedzwa nezvipfeve Pfuma yose yakati yapera Zano zvose mufaro zavapera Akafunga zvokutsvaga basa Akawana renguruve Kudya kwakwe, kudya kwenguruve Nzara nhamo zvomumanikidza Zviri nani ndidzoke […]
Ngatimukudze Mambo Jesu (Let’s Praise King Jesus)
The African Apostolic Church is led by Paul Mwazha of Africa
Tsemura Makomo Ishe Jesu
Tsemura makomo Saint Pauro, tsemura tipinde Mabvazuva rakanga rava gungwa Mavirazuva rakanga rava gomo Inzwi rikati wasvika panzvimbo yenyasha Ishe Jesu tsemura makomo Mabvazuva pakavakwa imba yedombo Mabvazuva iriko imba yedombo Mabvazuva iriko imba yedombo Ishe Jesu tsemura makomo, tsemura tipinde Mambo Jesu vakaonekwa naPauro Mambo Jesu vakaonekwa ari mudombo […]
Wakasika Zvose Zvinhu (Hymn 10)
Wakasika zvose zvinhu, Iwe Mwari woga Pasina wakayamura, Kuzviita kwako Aya Makomo amire, Akasikwa newe, Akamira akasimba, Nokutsigwa newe Nayo Mvura yatinonwa, Takapiwa newe. Nako kudya kwatinodya, Takapiwa newe. Wakasika vanhu iwe, Nokufana newe, Ukavapa zvinhu zvose, Zvikavakodzera. Kwasvika muvengi wavo, Akavabvutira, Vakusiya iwe Mwari, Vakanzwa izwi rake. Wakati kuvaponisa, […]
Zadzisa Chirevo (Hymn 12)
Zadzisa chirevo chako, Mwari, Ishe wechokwadi Ose marudzi enyika Ngaawane ruponiso. Namabvi kunei nyika Ngaapfugame panewe Dzidzamare dzose ndimi Dzireve ukuru hwako. Tonga, Tonga, Ishe Jesu! Kuuya newe kufara, Nezvikanganiso zvedu Yatadzika yose nyika. Tarira nyika yokwedu, Urege kuipa kwayo Urege kutsamwa kwako Isingafi mhuri yayo. Ramba Ishe tisazvidza Zvidzidziso zvezwi rako; Ugozotimutsirira Tinzwe nechokwadi chako